161本のエピソード

Tsanangudzo
Chirongwa, Shoko Roupenyu chimwe chikamu chezvirongwa zvinodzidzisa Bhaibheri pamhepo zvinoitwa nebato reThru The Bible . Chirongwa ichi chakagadzirwa naDr J. Vernon MacGee chiri mururimi rwechirungu. Parizvino chirongwa ichi chaturikirwa kuve mumitauro inodarika zana kusanganisira rurimi rweChiShona. Chirongwa ichi charongwa kuti chitepfenyurwe pa radio kwemaminitsi makumi matatu pazuva rega rega chichibatsira muteereri kudzidza Bhaibheri zvakarongeka. Parizvino zvirongwa izvi zvave kuwanikwa online pa internet. Tinofara kuti wasarudza kutanga kuteerera kuzvirongwa izvi kuti udzidze zvizhinji pamusoro peShoko raMwari. Tinokukurudzira kuti uteerera kuchirongwa chimwe chete pazuva rega rega kubva Muvhuro kusvika Chishanu. Ukakwanisa kuita izvi kwemakore mashanu anotevera unenge wadzidza Bhaibheri rose.

Shoko Rehupenyu TTB - Shona

    • 宗教/スピリチュアル

    VaHeberu 6:4-9

    VaHeberu 6:4-9

    • 23分
    VaHeberu 6:1-3

    VaHeberu 6:1-3

    • 23分
    VaHeberu 5:11-14

    VaHeberu 5:11-14

    • 22分
    VaHeberu 5:3-10

    VaHeberu 5:3-10

    • 23分
    VaHeberu 5:1-2

    VaHeberu 5:1-2

    • 22分
    VaHeberu 4:9-16

    VaHeberu 4:9-16

    • 23分

宗教/スピリチュアルのトップPodcast

道端ドコカの迷い道 from 5点ラジオ
Michibata Dokoka
Temple Morning Radio
松本紹圭
Dr.Recella presents 江原啓之 おと語り
TOKYO FM
What The Pastors!! -WTP-
PBA
ハーベストタイム・メッセージステーション
ハーベスト・タイム
Voice of America
Voice of America