MBEREKO® and BEREKA® ACADEMY PODCAST Mbereko
-
- Education
Through this podcast I would like to share my life experience with you, my professional self built courses and guidance to youth and families
I am a Doula and own an Academy where I train and certify professionals to become consultants for African Carrying Culture.
-
-
Each time I speak to an artist. I would like them to make me a song that aligns my work
I was just sitting today and started playing Mbira. As a Zimbabwean child I feel I should learn to play. So I did and still staying whenever my spirits are in thenright realm
-
NEHANDA NYAKASIKANA SONG 25 MAY 2021
Zuva ranhasi rakokosha nekuti kubva musi wandakasiya rukuvhute rwangu kuMadzombahwe. Vanhu vazhinji vaitaura nezvaMbuya neHanda. Tinopa kutenda kukura nemukana wawanikwa uyo wekuvagadzika vanoonekwa nemhuri YeDzimbahwe. Makore ose andagara muno munyika dzema Dhunamutuna, ndaingoona ivo vachipembedza vekwavo vakarwa hondo. Kunyangwe vakauraya asi vachivapembedza chete. Zvinoteverana izvi
-
INDIVIDUALISM VS BONDING
Working towards a better community where crtain individuals do not know what they really need to learn until they are confronted by the reality they are facing in real life
-
KUKURA KWEDU. RWENDO RWEKUMUSHA Nehanda na Chaminuka Song
Chikoro chaiti chichingovharwa muHarare, vakanga vatozadza matundundu. Kuti tigokwira bhazi mangwana acho kuna kuruzevha
-
KUKURA KWEDU (MY CHILDHOOD IN ZIMBABWE IN CHIKARANGA)
KUKURA kwedu kwaiva kwakanaka. Vabereki vairarama vese.