4 min.

Zano ndega (Shona hymn‪)‬ Chitungwiza Church of Christ

    • Christendom

Zano chiro chakanaka 

Tese tinorida kwazvo 

Zano haritengwi kwete 

Riri chipo chaJehova  



Chorus: 

Zano ndega Zano ndega Zano ndega mwanangu 

Zano ndega wakatadza Zano panga ndiJehova  



Izwi rake rine zano 

Kusimudza vanhu vese 

Riri simba remarudzi Riri idi remakore  



(Chorus again)  



Ngero zano tine simba 

Rekuita zvakanaka 

Asi rinouya basi 

Kune avo vanomuda  



(Chorus again)  



Soromoni wakarida 

Akarikumbira Mwari 

Ndizvo Mwari wakamupa 

Zano pfuma nerukudzo  



(Chorus again)  



Apo tinoshaya zano 

Ngatiende kuna iye 

Uyo ane rakakwana 

Kupa kune vanhu vese   



(Chorus again)

Zano chiro chakanaka 

Tese tinorida kwazvo 

Zano haritengwi kwete 

Riri chipo chaJehova  



Chorus: 

Zano ndega Zano ndega Zano ndega mwanangu 

Zano ndega wakatadza Zano panga ndiJehova  



Izwi rake rine zano 

Kusimudza vanhu vese 

Riri simba remarudzi Riri idi remakore  



(Chorus again)  



Ngero zano tine simba 

Rekuita zvakanaka 

Asi rinouya basi 

Kune avo vanomuda  



(Chorus again)  



Soromoni wakarida 

Akarikumbira Mwari 

Ndizvo Mwari wakamupa 

Zano pfuma nerukudzo  



(Chorus again)  



Apo tinoshaya zano 

Ngatiende kuna iye 

Uyo ane rakakwana 

Kupa kune vanhu vese   



(Chorus again)

4 min.